Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Mupristi ngaapise hanzu iyoyo yakarukwa yewuru kana yejira nerineni kana chinhu chakagadzirwa nedehwe nokuti chine chiundudzi chakaipisisa kwazvo chinopararira. Ngachipiswe nomoto.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Ɀino unofanira kupisa ŋguʋo, kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa, kana yamakushe amakwai, kana yomuceka, kana ipi neipi yeɗebge, inehosha iyo; nokuti maperembudzi akaipa kwaɀo; inofanira kupiswa nomŋoto.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Zvino anofanira kupisa nguo, kana iri yakarukwa, kana yakakoswa, kana yamakushe amakwai, kana yomucheka, kana ipi neipi yedehwe, ine hosha iyo; nokuti maperembudzi akaipa kwazvo; inofanira kupiswa nomoto.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Mupristi ngaapise hanzu iyoyo yakarukwa yewuru kana yejira nerineni kana chinhu chakagadzirwa nedehwe nokuti chine chiundudzi chakaipisisa kwazvo chinopararira. Ngachipiswe nomoto.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Mupristi ngaapise hanzu iyoyo yakarukwa yewuru kana yejira nerineni kana chinhu chakagadzirwa nedehwe nokuti chine chiundudzi chakaipisisa kwazvo chinopararira. Ngachipiswe nomoto.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Anofanira kupisa nguo yacho, kana mucheka wakarukwa wewuru kana mucheka weshinda, kana wedehwe une utachiona mauri, nokuti maperembudzi anoparadza, chinhu ichocho chinofanira kupiswa.

See the chapter Copy

Mupiro 13:52

Follow us:

Advertisements

Advertisements