Mupiro 13:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa; kana yomuceka, kana yamakushe amakwai; kana yeɗebge, kana cinhu cakaitwa neɗebge; See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 kana iri yakarukwa, kana yakakoswa; kana yamucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedehwe, kana chinhu chakaitwa nedehwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 ungava mucheka wakarukwa kana mucheka wewuru kana wedehwe kana chinhu chakagadzirwa nedehwe, See the chapter |