Mupiro 13:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Munhu ane chirwere chamapere ngaapfeke marengenya, arege vhudzi rake rakaita jakuchichi, afukidze chirebvu chake adaidzire achiti, ‘Ndakan'ora! Ndakan'ora!’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino munhu unamaperembudzi, unehosha iyo, ŋguʋo dzake dzinofanira kubvarurwa, nevudzi romusoro wake rinofanira kusunuŋgurwa, ʋuye unofanira kufukidza muromo wake wokumsoro, agoɗanidzira, aciti: Ndakaipa, ndakaipa! See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Zvino munhu una maperembudzi, une hosha iyo, nguo dzake dzinofanira kubvarurwa, nevhudzi romusoro wake rinofanira kusunungurwa, uye anofanira kufukidza muromo wake wokumusoro, agodanidzira, achiti, ‘Ndakaipa, ndakaipa!’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Munhu ane chirwere chamapere ngaapfeke marengenya, arege vhudzi rake rakaita jakuchichi, afukidze chirebvu chake adaidzire achiti, ‘Ndakan'ora! Ndakan'ora!’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Munhu ane chirwere chamapere ngaapfeke marengenya, arege vhudzi rake rakaita jakuchichi, afukidze chirebvu chake adaidzire achiti, ‘Ndakan'ora! Ndakan'ora!’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Munhu ane chirwere chinotapukira ichi anofanira kupfeka nguo dzakabvaruka, osiya bvudzi rake risina kukamwa, ofukidza chikamu chepasi cheuso hwake, odanidzira achiti, ‘Handina kuchena! Handina kuchena!’ See the chapter |