Mupiro 13:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 munhu uyo unamaperembudzi, haana‐kunaka; muprista unofanira kureʋa kwaɀo kuti haana‐kunaka; hosha yake iri pamusoro wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 munhu uyo una maperembudzi, haana kunaka; mupristi anofanira kureva kwazvo kuti haana kunaka; hosha yake iri pamusoro wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 murume iyeye arwara uye haana kuchena. Muprista anofanira kuzivisa kuti haana kuchena nokuda kwechironda chiri pamusoro wake. See the chapter |