Mupiro 13:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Kana vudzi romunhu rakabva pamusoro wake, waʋa nemhazha; asi wakanaka hake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 “Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhazha; asi wakanaka hake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 “Kana bvudzi romumwe rikabva akasara asisina bvudzi, ava nemhanza, akachena. See the chapter |