Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 mupristi ngaaongorore. Kana mavara iwayo apaganda romuviri wake asina kunyatsochenuruka anongova mavara zvawo anenge anyuka paganda. Munhu iyeyo haana kun'ora.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 muprista unofanira kuɀicerekedza; kana akaʋona kuti ɀiʋara paganda renyama ɀiri ɀicena, ɀisiŋgabginyi, imhizi dzakaɓuɗa paganda, ʋakanaka haʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 mupristi anofanira kuzvicherekedza; kana akaona kuti zvivara paganda renyama zviri zvichena, zvisingabwinyi, imhezi dzakabuda paganda, vakanaka havo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 mupristi ngaaongorore. Kana mavara iwayo apaganda romuviri wake asina kunyatsochenuruka anongova mavara zvawo anenge anyuka paganda. Munhu iyeyo haana kun'ora.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 mupristi ngaaongorore. Kana mavara iwayo apaganda romuviri wake asina kunyatsochenuruka anongova mavara zvawo anenge anyuka paganda. Munhu iyeyo haana kun'ora.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 muprista anofanira kuaongorora uye kana makwapa asina kunyanyochena, tumapundu tusingakuvadzi twabuda paganda, munhu iyeye akachena.

See the chapter Copy

Mupiro 13:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements