Mupiro 13:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Kana murume kana mukadzi ʋaneɀiʋara paganda renyama yaʋo, ɀiri ɀiʋara ɀicena; See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 “Kana murume kana mukadzi vane zvivara paganda renyama yavo, zviri zvivara zvichena; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Kana munhurume kana munhukadzi ane makwapa machena paganda See the chapter |