Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Asi kana iye akaʋona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzaɓuɗa’po, pakafunuka papora hapo, wanaka; muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Asi kana iye akaona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzabudapo, pakafunuka papora hapo, wakanaka; mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Zvisinei hazvo, kana zvikaitika kuti sokuona kwake hazvina kupinduka, uye bvudzi dema ramera mazviri, kuvava kwaporeswa, achena uye muprista achazivisa kuti akachena.

See the chapter Copy

Mupiro 13:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements