Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 unofanira kuʋeʋurwa, asi ŋgaarege kuʋeʋura pakafunuka; ɀino muprista unofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 anofanira kuveurwa, asi ngaarege kuveura pakafunuka; zvino mupristi anofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamwe mazuva manomwezve;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 anofanira kuveurwa bvudzi pachisiyiwa nzvimbo ine hosha, uye muprista anofanira kumuchengeta ari oga kwamamwe mazuva manomwe.

See the chapter Copy

Mupiro 13:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements