Mupiro 13:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nomusi wecinomŋe muprista unofanira kucerekedza hosha; kana akaʋona kuti pakafunuka hapana‐kunyeŋga, pasinemvere tȿuku, dzakaita secena, akaʋona kuti haina‐kupinda mukati pasi peganda, See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Nomusi wechinomwe mupristi anofanira kucherekedza hosha; kana akaona kuti haina kupinda mukati pasi peganda, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kuongorora ronda, uye kana kuvava kusina kupararira uye pasina bvudzi renhundurwa uye risingaratidzi kudzika kudarika ganda, See the chapter |