Mupiro 13:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana mupristi akariongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka pasina kudzika kupfuura ganda asi pakangosvibasviba, mupristi ngaamugarise pake onga kwamazuva manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi kana muprista akapacerekedza, akaʋona kuti hapanemvere cena paciʋara, ʋuye kuti hapanakudzika pasi peganda, asi paʋa nan hapo, muprista unofanira kumupfigira mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Asi kana mupristi akapacherekedza, akaona kuti hapana mvere chena pachivara, uye kuti hapana kudzika pasi peganda, asi pava nani hapo, mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana mupristi akariongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka pasina kudzika kupfuura ganda asi pakangosvibasviba, mupristi ngaamugarise pake onga kwamazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kana mupristi akariongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka pasina kudzika kupfuura ganda asi pakangosvibasviba, mupristi ngaamugarise pake onga kwamazuva manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi kana muprista akachiongorora, pasina bvudzi jena pagwapa uye kana zvisina kudzika kudarika ganda uye zvaserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe. See the chapter |