Mupiro 13:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana nyama yomunhu inapakatȿa paganda rake, nyama yakatȿuka ya’po ikaita ciʋara cicena cakaita secitȿuku kana cicena, See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Kana nyama yomunhu ina pakatsva paganda rake, nyama yakatsvuka yapo ikaita chivara chichena chakaita sechitsvuku kana chichena, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Kana munhu akatsva paganda uye akabuda gwapa dzvuku kana rakacheneruka paronda rokutsva, See the chapter |