Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mupristi ngaaongorore. Kana akaona kuti rakadzika kupfuura ganda mvere dzepo dzachenuruka, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ichocho chirwere chamapere chinenge chanyuka nepamota.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti pakadzika pasi peganda, mvere dza’po dzikashanduka dzikaita cena, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha yamaperembudzi yaɓuɗa napamota.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti pakadzika pasi peganda, mvere dzapo dzikashanduka dzikaita chena, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha yamaperembudzi yabuda napamota.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mupristi ngaaongorore. Kana akaona kuti rakadzika kupfuura ganda mvere dzepo dzachenuruka, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ichocho chirwere chamapere chinenge chanyuka nepamota.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mupristi ngaaongorore. Kana akaona kuti rakadzika kupfuura ganda mvere dzepo dzachenuruka, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ichocho chirwere chamapere chinenge chanyuka nepamota.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Muprista anofanira kumuongorora uye kana zvikaratidza kudzika kudarika paganda uye bvudzi riri pachiri rikapinduka rikava jena, muprista achazivisa kuti haana kuchena, chirwere chinotapukira cheganda chabuda panga pane mota.

See the chapter Copy

Mupiro 13:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements