Mupiro 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mupristi ngaamuongorore, kana pane chirwere pacho pakachenuruka mupristi ngaataure pachena kuti murwere iyeyo achenurwa ava munhu akachenurwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti hosha yashanduka, ikaita cena, muprista unofanira kureʋa kuti unehosha yakanaka, wakanaka hake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti hosha yashanduka, ikaita chena, mupristi anofanira kureva kuti une hosha yakanaka, wakanaka hake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mupristi ngaamuongorore, kana pane chirwere pacho pakachenuruka mupristi ngaataure pachena kuti murwere iyeyo achenurwa ava munhu akachenurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mupristi ngaamuongorore, kana pane chirwere pacho pakachenuruka mupristi ngaataure pachena kuti murwere iyeyo achenurwa ava munhu akachenurwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo muprista anofanira kumuongorora uye kana zvironda zvachenuruka, muprista achazivisa kuti munhu ane hosha uyu akachena, ipapo achava akachena. See the chapter |