Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana muprista akaʋona nyama yakatȿuka, unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; nyama yakatȿuka haina‐kunaka, maperembudzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kana mupristi akaona nyama yakatsvuka, anofanira kureva kuti haana kunaka; nyama yakatsvuka haina kunaka, maperembudzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Muprista paachaona ronda, achazivisa kuti haana kuchena. Ronda harina kuchena ane chirwere chinotapukira.

See the chapter Copy

Mupiro 13:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements