Mupiro 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi paanoonekwa aine ronda rakati nyechu, munhu iyeyo munhu akan'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi kana nyama yakatȿuka ikaʋonekwa kwaari, ucaʋa usina‐kunaka; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Asi kana nyama yakatsvuka ikaonekwa kwaari, uchava usina kunaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi paanoonekwa aine ronda rakati nyechu, munhu iyeyo munhu akan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi paanoonekwa aine ronda rakati nyechu, munhu iyeyo munhu akan'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi pose panoonekwa ronda paari, achava asina kuchena. See the chapter |