Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 mupristi ngaaongorore. Kana mupristi akaona kuti chirwere ichocho chezvisasa chapararira nomuviri wose ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa pachirwere ichocho. Mapere acho ose anenge achena, saka ava munhu akachenurwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ɀino muprista unofanira kutarira; kana akaʋona kuti maperembudzi akazadza muʋiri wake wose, unofanira kureʋa kuti munhu unehosha wakanaka, ɀose ɀashanduka ɀacena, wakanaka hake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 zvino mupristi anofanira kutarira; kana akaona kuti maperembudzi akazadza muviri wake wose, anofanira kureva kuti munhu une hosha wakanaka, zvose zvashanduka zvachena, wakanaka hake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 mupristi ngaaongorore. Kana mupristi akaona kuti chirwere ichocho chezvisasa chapararira nomuviri wose ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa pachirwere ichocho. Mapere acho ose anenge achena, saka ava munhu akachenurwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 muprista anofanira kumuongorora uye kana chirwere chapararira nomuviri wake wose, achazivisa kuti munhu uyu akachena, sezvo zvose zvachenuruka, akachena.

See the chapter Copy

Mupiro 13:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements