Mupiro 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ndiwo maperembudzi aŋguʋa aʋa’po paganda romuʋiri wake, ɀino muprista ŋgaarege kumupfigira, nokuti haana‐kunaka, ŋgaareʋe kuti haana‐kunaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 ndiwo maperembudzi anguva avapo paganda romuviri wake, zvino mupristi ngaarege kumupfigira, nokuti haana kunaka, ngaareve kuti haana kunaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 chirwere cheganda chava nenguva uye muprista achazivisa kuti haana kuchena. Haafaniri kumugarisa ari oga, nokuti atogara asina kuchena. See the chapter |