Mupiro 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana mazuva okuchenurwa kwake apera mukadzi akapona mwana mukomana kana musikana, ngaaunze kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokupisa, naman'ana ehangaiwa kana njiva yemupiro wokupirira zvichitadzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana mazuʋa okuɀinatsa kwake apera pakupona mŋanakomana kana mŋanasikana, ŋgaaʋuye negwaiana regore rimŋe, kuti ciʋe cipiriso cinopiswa, nakana kenjiʋa, kana vukutiʋa, kuti ciʋe cipiriso ceɀiʋi, kumukoʋa wetente rokusoŋgana kumuprista; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana mazuva okuzvinatsa kwake apera pakupona mwanakomana kana mwanasikana, ngaauye negwayana regore rimwe, kuti chive chipiriso chinopiswa, nakana kenjiva, kana vhukutiwa, kuti chive chipiriso chezvivi, kumukova wetende rokusangana kumupristi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana mazuva okuchenurwa kwake apera mukadzi akapona mwana mukomana kana musikana, ngaaunze kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokupisa, naman'ana ehangaiwa kana njiva yemupiro wokupirira zvichitadzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Kana mazuva okuchenurwa kwake apera mukadzi akapona mwana mukomana kana musikana, ngaaunze kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokupisa, naman'ana ehangaiwa kana njiva yemupiro wokupirira zvichitadzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Kana mazuva okucheneswa nokuda kwomwanakomana kana mwanasikana apera, anofanira kuuya kumuprista pamusuo weTende Rokusangana, negwayana rine gore rimwe chete sechipiriso chinopiswa nehangaiwa diki kana njiva yechipiriso chechivi. See the chapter |