Mupiro 12:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mudzimai apona mwana womusikana achava munhu akan'ora kwamazuva gumi namana, sezvinoita mukadzi kana ari panguva yake yokutevera. Zvinotora makumi matanhatu emazuva ane mazuva matanhatu kuti mukadzi iyeyo achenurwe pauzvere hwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana akapona mŋana womusikana, ucaʋa usina‐kunaka viki mbiri, sapamazuʋa okuʋa kwake kumŋedzi; ŋgaagare aciɀinatsa paropa rake mazuʋa anamakumi matanhatu namatanhatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana akapona mwana womusikana, uchava usina kunaka vhiki mbiri, sapamazuva okuva kwake kumwedzi; ngaagare achizvinatsa paropa rake mazuva ana makumi matanhatu namatanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mudzimai apona mwana womusikana achava munhu akan'ora kwamazuva gumi namana, sezvinoita mukadzi kana ari panguva yake yokutevera. Zvinotora makumi matanhatu emazuva ane mazuva matanhatu kuti mukadzi iyeyo achenurwe pauzvere hwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana mudzimai apona mwana womusikana achava munhu akan'ora kwamazuva gumi namana, sezvinoita mukadzi kana ari panguva yake yokutevera. Zvinotora makumi matanhatu emazuva ane mazuva matanhatu kuti mukadzi iyeyo achenurwe pauzvere hwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kana akabereka mwanasikana, kwevhiki mbiri mukadzi achava asina kuchena sepaanoenda kumwedzi. Ipapo anofanira kumira mazuva makumi matanhatu namatanhatu kuti acheneswe kubva pakubuda ropa. See the chapter |