Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 ‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana mukadzi akaʋa nemimba, akapona mŋanakomana, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe, ucaʋa usina‐kunaka sapaŋguʋa yaari kumŋedzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri uti, ‘Kana mukadzi akava nemimba, akapona mwanakomana, uchava usina kunaka mazuva manomwe, uchava usina kunaka sapanguva yaari kumwedzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 ‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 ‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi.

See the chapter Copy

Mupiro 12:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements