Mupiro 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Regai kudya nyama yaɀo, kana kuɓata ɀitunha ɀaɀo; ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Hamufaniri kudya nyama yazvo kana kubata zvitunha zvazvo; hazvina kuchena kwamuri. See the chapter |