Mupiro 11:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nenguruve kunyange zvayo iine tsimba rakanyatsopararana haizeye, yakan'ora kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Neŋguruʋe, nokuti inetsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Nenguruve, nokuti ine tsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nenguruve kunyange zvayo iine tsimba rakanyatsopararana haizeye, yakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nenguruve kunyange zvayo iine tsimba rakanyatsopararana haizeye, yakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nguruve kunyange ine mahwanda akanyatsopatsanuka, haizeyi zvokudya, haina kuchena kwamuri. See the chapter |