Mupiro 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 netsuro, kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 netsuro, nokuti inodzeya, asi hainamahwanda akaparadzana; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “ ‘Netsuro, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 netsuro, kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 netsuro, kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Tsuro kunyange ichizeya zvokudya, haina mahwanda akapatsanuka, haina kuchena kwamuri. See the chapter |