Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 11:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 kuti mutsaure pakati peɀisakanaka neɀakanaka, napakati peɀipenyu ɀiŋgadyiwa neɀipenyu ɀisiŋgadyiwi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

47 kuti mutsaure pakati pezvisakanaka nezvakanaka, napakati pezvipenyu zvingadyiwa nezvipenyu zvisingadyiwi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Munofanira kuisa mutsauko pakati pezvisina kuchena nezvakachena, pakati pezvisikwa zvipenyu zvinogona kudyiwa nezvisingagoni kudyiwa.’ ”

See the chapter Copy

Mupiro 11:47

Follow us:

Advertisements

Advertisements