Mupiro 11:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Nokuti ndini Jehova wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; naiɀoɀo muʋe ʋatȿene, nokuti ini ndiri mutȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene. See the chapter |