Mupiro 11:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀose ɀinokambaira, ɀinokambaira panyika, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza, haɀifaniri kudyiwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 “Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 “ ‘Chisikwa chose chinokambaira panyika chinonyangadza, hachifaniri kudyiwa. See the chapter |