Mupiro 11:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Unodya citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; nomunhu unotakura citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Unodya chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Munhu wose achadya imwe nyama yacho anofanira kusuka nguo dzake agova asina kuchena kusvikira manheru. See the chapter |