Mupiro 11:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzakaiswa mvura dzichava dzakan'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi kana mbeu ikaɗirwa mvura, citunha cecimŋe caɀo cikawira pamsoro payo, inofanira kuʋa isina‐kunaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Asi kana mbeu ikadirwa mvura, chitunha chechimwe chazvo chakwira pamusoro payo, inofanira kuva isina kunaka kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzakaiswa mvura dzichava dzakan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzakaiswa mvura dzichava dzakan'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi kana mvura yaiswa pambeu, uye chitunha chikawira pairi, inova isina kuchena kwamuri. See the chapter |