Mupiro 11:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzokudyara dzipi nedzipi zvadzo dzinodyarwa hadzin'ore. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Kana citunha cecimŋe caɀo cikawira pamsoro pembeu yakaŋga yokushwa, icaʋa yakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Kana chitunha chechimwe chazvo chikawira pamusoro pembeu yakanga yakushwa, ichava yakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzokudyara dzipi nedzipi zvadzo dzinodyarwa hadzin'ore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kana kai zvako kechitunha chazvo kakadonhera pambeu dzokudyara dzipi nedzipi zvadzo dzinodyarwa hadzin'ore. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kana chitunha chikawira pambeu ipi zvayo inofanira kudyarwa, inoramba yakachena. See the chapter |