Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀokudya ɀose ɀiri’mo ɀiŋgadyiwa, kana ɀaɗirwa mvura, ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka; neɀinonwiwa ɀose ɀiri muhari iyo ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvokudya zvose zvirimo zvingadyiwa, kana zvadirwa mvura, zvinofanira kuva zvisina kunaka; nezvinonwiwa zvose zviri muhari iyo zvinofanira kuva zvisina kunaka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Chokudya chipi zvacho chinogona kudyiwa, asi chine mvura pachiri, yabva muhari iyoyo chichava chisina kuchena uye kana chipi zvacho chinganwiwa kubva imomo hachina kuchena.

See the chapter Copy

Mupiro 11:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements