Mupiro 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Hari imŋe neimŋe yevu yawirwa mukati mayo necimŋe caɀo, ɀose ɀiri mukati mayo ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka, naiyo munofanira kuiputsa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Hari imwe neimwe yevhu yawirwa mukati mayo nechimwe chazvo, zvose zviri mukati mayo zvinofanira kuva zvisina kunaka, naiyo munofanira kuiputsa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kana chimwe chazvo chikawira muhari yevhu, zvose zviri mairi zvichava zvisina kuchena, uye munofanira kuputsa hari yacho. See the chapter |