Mupiro 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose pakati pemhuka ɀinamahwanda akaparadzana, kana ɀinetȿoka dzakaparadzana, ɀinodzeya, muŋgaɀidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvinetsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda, akapararana zvachose, uye inozeya zvokudya. See the chapter |