Mupiro 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Aninani wakatakura citunha caɀo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ani naani achanhonga chimwe chezvitunha zvazvo anofanira kusuka nguo dzake uye achava akasviba kusvikira manheru. See the chapter |