Mupiro 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mucaȿiɓiswa neɀiɀi: Aninani unoɓata ɀitunha ɀaɀo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Muchasvibiswa nezvizvi: Ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Musazvisvibisa nezvizvi; ani naani anobata zvitunha zvazvo achava akasviba kusvikira manheru. See the chapter |