Mupiro 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀinamakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvinamakumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi zvimwe zvose zvipukanana zvine mapapiro zvine makumbo mana munofanira kuzvisema. See the chapter |