Mupiro 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinhu ɀinonyaŋgadza kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 “Zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “ ‘Zvose zvipukanana zvinobhururuka, zvinofamba namakumbo mana zvinonyangadza kwamuri. See the chapter |