Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Pashiri dzose, idzi ndidzo shiri dzakan'ora kwamuri, hadzifanire kudyiwa, dzakaipa kwazvo kwamuri, kunoti: gondo negora nechapungu

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iɀi pakati peshiri ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri, ŋgaɀirege kudyiwa, ŋgaɀiʋe ɀinonyaŋgadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Izvi pakati peshiri zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri, ngazvirege kudyiwa, ngazvive zvinonyangadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Pashiri dzose, idzi ndidzo shiri dzakan'ora kwamuri, hadzifanire kudyiwa, dzakaipa kwazvo kwamuri, kunoti: gondo negora nechapungu

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Pashiri dzose, idzi ndidzo shiri dzakan'ora kwamuri, hadzifanire kudyiwa, dzakaipa kwazvo kwamuri, kunoti: gondo negora nechapungu

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Idzi ndidzo shiri dzamunofanira kusema, uye musadzidya nokuti dzinonyangadza kwamuri: gondo, gora, chapungu,

See the chapter Copy

Mupiro 11:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements