Mupiro 10:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo vakauya vakavatakura vakapfeka hanzu dzavo dzinenge dzoda kusvika mumabvi, vakaenda navo kunze kwematendhe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ʋakasweɗera, ʋakaʋatakurira kunze kwemisasa ʋanamajasi aʋo, seɀakaŋga ɀataurwa naMosesi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo vakaswedera, vakavatakurira kunze kwemisasa vanamajasi avo, sezvakanga zvataurwa naMosesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo vakauya vakavatakura vakapfeka hanzu dzavo dzinenge dzoda kusvika mumabvi, vakaenda navo kunze kwematendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Naizvozvo vakauya vakavatakura vakapfeka hanzu dzavo dzinenge dzoda kusvika mumabvi, vakaenda navo kunze kwematendhe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka vakauya vakavatakura vachakapfeka hanzu dzavo vakaenda navo kunze kwomusasa sezvazvakanga zvarayirwa naMozisi. See the chapter |