Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Aroni ndokuti kana Mosesi, “Inga nhasi uno chaiye vanhu vapira kuna Tenzi mupiro wavo wokupfupira zvitadzo nomupiro wavo wokupisa kunyange zvavo vadaro, hezvika izvi zvandiwira izvi. Zvino dai ndadya mupiro iwoyo wokupirira zvitadzo nhasi, ndopazvaizogamuchirwawo naTenzi here?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo Aroni akati kunaMosesi: Tarira, ʋakapisa nhasi cipiriso caʋo ceɀiʋi, necipiriso caʋo cinopiswa pamberi paJehova, ini ndikawirwa neɀinhu iɀi ɀakaɗai; ɀino ɗai ndakadya cipiriso ceɀiʋi nhasi, ɀiŋgaɗai ɀaifadza Jehova here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo Aroni akati kuna Mosesi, “Tarira, vakapisa nhasi chipiriso chavo chezvivi, nechipiriso chavo chinopiswa pamberi paJehovha, ini ndikawirwa nezvinhu izvi zvakadai; zvino dai ndakadya chipiriso chezvivi nhasi, zvingadai zvaifadza Jehovha here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Aroni ndokuti kana Mosesi, “Inga nhasi uno chaiye vanhu vapira kuna Tenzi mupiro wavo wokupfupira zvitadzo nomupiro wavo wokupisa kunyange zvavo vadaro, hezvika izvi zvandiwira izvi. Zvino dai ndadya mupiro iwoyo wokupirira zvitadzo nhasi, ndopazvaizogamuchirwawo naTenzi here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Aroni akapindura Mozisi achiti, “Nhasi vabayira chipiriso chavo chechivi nechipiriso chavo chinopiswa pamberi paJehovha asi zvinhu zvakaita seizvi zvaitika kwandiri. Jehovha aidai afara here dai ndadya chipiriso chechivi nhasi?”

See the chapter Copy

Mupiro 10:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements