Mupiro 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Mosesi wakanatso‐tȿaka mbudzi yecipiriso ceɀiʋi, akawana kuti yapiswa, akatsamŋira Ereazari naItamari, ʋanakomana ʋaAroni ʋakaŋga ʋasara, akati: See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Mosesi wakanatsotsvaka mbudzi yechipiriso chezvivi, akawana kuti yapiswa, akatsamwira Ereazari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mozisi akati abvunza nezvembudzi yechipiriso chechivi akawana yatopiswa, akatsamwira Ereazari naItamari vanakomana vaAroni vakanga vasara akabvunza akati, See the chapter |