Mupiro 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana cipo cake kunaJehova ciri cipiriso cinopiswa ceshiri, ŋgaaʋigire ciɓayiro cake cenjiʋa, kana twana twenjiʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana chipiriso chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaape njiva kana hangaiwa ichiri diki. See the chapter |