Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo unofanira kugura‐gura nhindi pamŋe cete nomusoro waco namafuta aco, muprista agoɀigadzira pamsoro pehuni dziri pamŋoto pamsoro peartari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo anofanira kugura-gura nhindi pamwechete nomusoro wacho namafuta acho, mupristi agozvigadzira pamusoro pehuni dziri pamoto pamusoro peatari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Anofanira kucheka nyama muzvidimbu uye muprista achaironga pamwe chete nomusoro namafuta pamusoro pehuni dzinenge dzichipfuta paaritari.

See the chapter Copy

Mupiro 1:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements