Mika 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usafara pamsoro paŋgu iwe muʋeŋgi waŋgu; kana ndikawira pasi, ndicasimuka ɀe; kana ndigere murima, Jehova ucaʋa ciedza caŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Usafara pamusoro pangu iwe muvengi wangu; kana ndikawira pasi, ndichasimukazve; kana ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Usafara pamusoro pangu, iwe muvengi wangu! Kunyange ndakawira pasi, ndichasimuka. Kunyange ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu. See the chapter |