Online Bible

- Advertisements -

Mika 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Uipi ndohwavana maoko nahwo, ishasha chaidzo pakuhuita, gurukota nomutongi vose vanoda pfumbamuromo, mukuru mukuru chaiye anototaura zvake zvakaipa zviri mumwoyo make vobva vatoiruka nyaya yacho pamwechete.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Maʋoko aʋo anoŋgotȿaka ɀakaipa kuti ʋaɀiite nomŋoyo wose; macinda anokumbira, ʋatoŋgi ʋanoʋiŋga muɓairo; mukuru unotaura ɀakashata ɀiri mumŋoyo make; ʋanoɀiruka pamŋe cere saiɀoɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Maoko avo anongotsvaka zvakaipa kuti vazviite nomwoyo wose; machinda anokumbira, vatongi vanovinga mubayiro; mukuru anotaura zvakashata zviri mumwoyo make; vanozviruka pamwe chere saizvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Uipi ndohwavana maoko nahwo, ishasha chaidzo pakuhuita, gurukota nomutongi vose vanoda pfumbamuromo, mukuru mukuru chaiye anototaura zvake zvakaipa zviri mumwoyo make vobva vatoiruka nyaya yacho pamwechete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Uipi ndohwavana maoko nahwo, ishasha chaidzo pakuhuita, gurukota nomutongi vose vanoda pfumbamuromo, mukuru mukuru chaiye anototaura zvake zvakaipa zviri mumwoyo make vobva vatoiruka nyaya yacho pamwechete.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Maoko ose ari maviri ane unyanzvi pakuita zvakaipa; mubati anomanikidzira vanhu kuti vamupe zvipo, mutongi anotambira fufuro, vane simba vanomanikidzira zvido zvavo; vose vanozvironga pamwe chete.

See the chapter Copy

Mika 7:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements