Mika 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ucatinzwira tsitsi ɀe, ucatsika ɀakaipa ɀeɗu pasi petsoka dzake; mucakandira ɀiʋi ɀaʋo ɀose mukudzika kweguŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Achatinzwira tsitsizve, achatsika zvakaipa zvedu pasi petsoka dzake; muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa. See the chapter |