Mika 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vachananzva guruva senyoka sezvinokambaira zvapasi pano. Vachabuda vachihuta kudedera munhare dzavo dzokuhwanda hondo. Vachatendeukira kuna Tenzi, Mwari wedu vachitya pamusana penyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋacananɀa guruʋa senyoka; ʋacaɓuɗa panɀimbo dzaʋo dzokuʋanda ʋaciɗeɗera seɀinokambaira ɀenyika; ʋacaʋuya kunaJehova Mŋari weɗu ʋacitya, ʋacakutyai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Vachananzva guruva senyoka; vachabuda panzvimbo dzavo dzokuvanda vachidedera sezvinokambaira zvenyika; vachauya kuna Jehovha Mwari wedu vachitya, vachakutyai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vachananzva guruva senyoka sezvinokambaira zvapasi pano. Vachabuda vachihuta kudedera munhare dzavo dzokuhwanda hondo. Vachatendeukira kuna Tenzi, Mwari wedu vachitya pamusana penyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vachananzva guruva senyoka sezvinokambaira zvapasi pano. Vachabuda vachihuta kudedera munhare dzavo dzokuhwanda hondo. Vachatendeukira kuna Tenzi, Mwari wedu vachitya pamusana penyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vachananzva guruva senyoka, sezvipuka zvinokambaira pasi. Vachabuda vachidedera kubva munzvimbo dzavo dzokuvanda; vachadzoka vachitya kuna Jehovha Mwari wedu, uye vachakutyai. See the chapter |