Mika 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nezuʋa iro ʋacaʋuya kwamuri, ʋacibva Asiria nokumaguta eEgipita, nokunyika inobva Egipita iciȿikira kuRwizi, nokubva kunerimŋe guŋgwa kuȿikira kunerimŋe guŋgwa, nokubva kunerimŋe gomo kuȿikira kunerimŋe gomo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Nezuva iro vachauya kwamuri, vachibva Asiria nokumaguta eIjipiti, nokunyika inobva Ijipiti ichisvikira kuRwizi, nokubva kune rimwe gungwa, kusvikira kune rimwe gungwa, nokubva kune rimwe gomo kusvikira kune rimwe gomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pazuva iro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria namaguta eIjipiti, kunyange kubva kuIjipiti kusvikira kuYufuratesi, uye kubva kugungwa kusvika kune rimwe gungwa, nokubva kugomo kusvika kune rimwe gomo. See the chapter |