Mika 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi haʋaziʋi ɀinofuŋgwa naJehova, haʋanzwisisi ɀaakatema; nokuti wakaʋaʋuŋganidza semŋanda paɓuriro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Asi havazivi zvinofungwa naJehovha, havanzwisisi zvaakatema; nokuti wakavaunganidza semwanda paburiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi havazivi pfungwa dzaJehovha; havanzwisisi kuronga kwake, iye anovaunganidza sezvisote paburiro. See the chapter |