Mika 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Naizvozvo muchashayiwa munhu kana mumwe, muungano yaJehovha, kuti agove nyika nemijenya. See the chapter |